Micah 7:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo muʋeŋgi waŋgu ucaɀiʋona, kunyara kucafukidza iye unoti kwandiri: Jehova Mŋari wako uripiko? Meso aŋgu acamuʋona; ɀino ucatsikirwa pasi samatope ari panzira dzomumusha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muvengi wangu achazviona uye achafukidzwa, iye akati kwandiri, “Aripiko Jehovha Mwari wako?” Meso angu achaona kuwa kwake; kunyange iye zvino achatsikwa pasi petsoka sematope mumigwagwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vavengi vangu vachazviona, nyika igobatwa nenyadzi, nyika yaimbonditi, “Ko Tenzi, Mwari wako aripiko?” Ndichanyatsoitarisa nyika iyoyo izvozvo ichitsokodzerwa pasi samatope munzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo muvengi wangu achazviona, kunyara kuchafukidza iye anoti kwandiri, ‘Jehovha Mwari wako aripiko?’ Meso angu achamuona; zvino achatsikirwa pasi samatope ari panzira dzomumusha.
Shona 2009?
Ipapo muvengi wangu achazviona, kunyara kuchafukidza iye anoti kwandiri, `Jehovha Mwari wako aripiko?' Meso angu achamuona; zvino achatsikirwa pasi samatope ari panzira dzomumusha.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo muvengi wangu achazviona, kunyara kuchafukidza iye anoti kwandiri, ‘Jehovha Mwari wako aripiko?’ Meso angu achamuona; zvino achatsikirwa pasi samatope ari panzira dzomumusha.