Micah 7:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro ʋacaʋuya kwamuri, ʋacibva Asiria nokumaguta eEgipita, noku nyika inobva Egipita iciȿikira kuRwizi, nokubva kunerimŋe guŋgwa kuȿikira kunerimŋe guŋgwa, nokubva kunerimŋe gomo kuȿikira kunerimŋe gomo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria namaguta eIjipiti, kunyange kubva Ijipiti kusvikira kuYufuratesi, uye kubva kugungwa kusvika kune rimwe gungwa, nokubva kugomo kusvika kune rimwe gomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro vanhu vachauya kwauri vachibva kuAsiria nokumaguta ekuIjipiti uye kubva kuIjipiti kundosvikawo kurwizi rweYufuratesi kubvawo kugungwa kundosvikawo kugungwa kubvawo kugomo kundosvika kune rimwe gomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva iro vachauya kwamuri, vachibva Asiria nokumaguta eIjipiti, nokunyika inobva Ijipiti ichisvikira kuRwizi, nokubva kune rimwe gungwa, kusvikira kune rimwe gungwa, nokubva kune rimwe gomo kusvikira kune rimwe gomo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible