Micah 7:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucaitira Jakobo ɀokwaɗi yenyu, naAbrahama nyasha dzenyu, idzo dzamakapikira madziɓaɓa eɗu kubva pamazuʋa akare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muchava makatendeka kuna Jakobho, mucharatidza nyasha kuna Abhurahama, sezvamakapika mhiko kumadzibaba edu mumazuva akare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi mucharatidza vokwaJakobho kutendeseka kwenyu muchionesawo vokwaAbhurahamu mwoyochena wenyu sokupika nemhiko kwamakaita kumadzibaba edu kubvira pasichigare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchaitira Jakobho zvokwadi yenyu, naAbhurahamu nyasha dzenyu, idzo dzamakapikira madzibaba edu kubva pamazuva akare.”
Shona 2009?
muchaitira Jakobho zvokwadi yenyu, naAbhurahamu nyasha dzenyu, idzo dzamakapikira madzibaba edu kubva pamazuva akare."
Shona SUB 2002 Bible
Muchaitira Jakobho zvokwadi yenyu, naAbhurahamu nyasha dzenyu, idzo dzamakapikira madzibaba edu kubva pamazuva akare.”