Micah 7:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakanaka kupfuʋura ʋose wakaita sorukato, wakarurama kupfuʋura ʋose unopfuʋura ruzhowa rweminzwa; zuʋa renharirire dzenyu raȿika, iro zuʋa rokurobga kwenyu, ɀino kukaŋganiswa kwaʋo kucaʋa’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanaka kupfuura vose akangoita sorukato, vakarurama kupfuura vose vakaipa kupfuura ruzhowa rweminzwa. Zuva renharirire dzenyu rasvika, zuva rokushanyirwa kwenyu naMwari. Zvino ino ndiyo nguva yokukanganiswa kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakanakisisa chaizvo pakati pavo akaita sorukato ari pachokwadi chaipo wacho akaita soruzhowa rweminzwa. Rasvika zuva riya rokurangwa zuva renharirire zvokukangaidzwa kwenyu zvauya zvino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanaka kupfuura vose akaita sorukato, akarurama kupfuura vose anopfuura ruzhowa rweminzwa; zuva renharirire dzenyu rasvika, iro zuva rokurohwa kwenyu, zvino kukanganiswa kwavo kuchavapo.
Shona 2009?
Akanaka kupfuura vose akaita sorukato, akarurama kupfuura vose anopfuura ruzhowa rwemhinzwa; zuva renharirire dzenyu rasvika, iro zuva rokurohwa kwenyu, zvino kukanganiswa kwavo kuchavapo.
Shona SUB 2002 Bible
Akanaka kupfuura vose akaita sorukato, akarurama kupfuura vose anopfuura ruzhowa rweminzwa; zuva renharirire dzenyu rasvika, iro zuva rokurohwa kwenyu, zvino kukanganiswa kwavo kuchavapo.