Micah 7:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mŋanakomana unoɀidza ɓaɓa, mŋanasikana unomukira mai ʋake, nomukadzi womŋana ʋamŋene ʋake; ʋaʋeŋgi ʋomunhu ndiʋo ʋanhu ʋeimba yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti mwanakomana anozvidza baba vake, mwanasikana anomukira mai vake, muroora anomukira vamwene vake; vavengi vomunhu ndivo vanhu vemhuri yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti mwanakomana haachambooni baba vake sechinhu mwanasikana achimukirawo amai vake muroora achipandukira vamwene vake. Mhandu dzomunhu dzava vanhu vomumba make chaimo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti mwanakomana anozvidza baba, mwanasikana anomukira mai vake, nomukadzi womwana vamwene vake; vavengi vomunhu ndivo vanhu veimba yake.
Shona 2009?
"Nokuti mwanakomana anozvidza baba, mwanasikana anomukira mai vake, nomukadzi womwana vamwene vake; vavengi vomunhu ndivo vanhu veimba yake.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti mwanakomana anozvidza baba, mwanasikana anomukira mai vake, nomukadzi womwana vamwene vake; vavengi vomunhu ndivo vanhu veimba yake.