Nahum 1:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kunyaŋge ʋakakorekana seminzwa, kana kuita saʋakaɓatwa neɀaʋakanwa, ʋacaparadzwa cose samashaŋga akawoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachakorokodzwa pakati peminzwa uye vachadhakwa newaini yavo; vachaparadzwa samashanga akaoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
savanhu vakadhakwa nezvokunwa vacharoromeswa seminzwa yakakochekerana uye sezvidzitsi zvemashanga zvakaoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kunyange vakakorekana seminzwa, kana kuita savakabatwa nezvavakanwa, vachaparadzwa chose samashanga akaoma.
Shona 2009?
Nokuti kunyange vakakorekana semhinzwa, kana kuita savakabatwa nezvavakamwa, vachaparadzwa chose samashanga akaoma.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kunyangwe kupindana-pindana seminzwa, kana kuita savakabatwa nezvavakanwa, vachaparadzwa chose samashanga akaoma.