Nahum 1:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndicavuna joko rake, ribve kwamuri, ndicaɗamburanya ɀisuŋgo ɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndichavhuna joko ravo kubva pamutsipa wako uye ndichadambura ngetani dzako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino ndava kutyora joko rake riri pauri ndigodambura-dambura tambo dzako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndichavhuna joko rake, ribve kwamuri, ndichadamburanya zvisungo zvenyu.
Shona 2009?
Zvino ndichavhuna joko rake, ribve kwamuri, ndichadamburanya zvisungo zvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndichavhuna joko rake, ribve kwamuri, ndichadamburanya zvisungo zvenyu.