Nahum 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unotuka guŋgwa, aciriwomesa, unopxisa nzizi dzose; Bashani rinoshaiwa siniba, ʋuye Karmeri, ruʋa reRebanoni rinoshaiwa simba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotuka gungwa agoriomesa; anoita kuti nzizi dzose dziome. Bhashani neKarimeri zvasvava uye kutumbuka kweRebhanoni kwapera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anotsiura gungwa achiriomesa anopwisa nzizi dzose kuBhashani nokuKarimero kuchisvava pfumvudza yeRebhanoni ichinava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anotuka gungwa, achiri omesa, anopwisa nzizi dzose; Bhashani rinoshaiwa simba, uye Karimeri, ruva reRebhanoni rinoshaiwa simba.
Shona 2009?
Anotuka gungwa, achiriomesa, anopwisa nzizi dzose; Bhashani rinoshaiwa simba, uye Karimeri, ruva reRebhanoni rinoshaiwa simba.
Shona SUB 2002 Bible
Anotuka gungwa, achiri omesa, anopwisa nzizi dzose; Bhashani rinoshaiwa simba, uye Karimeri, ruva reRebhanoni rinoshaiwa simba.