Nahum 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ucaparadza kwaɀo nɀimbo ye guta nemvura inokukura, acidziŋgana naʋaʋeŋgi ʋake kuȿikira murima.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi namafashamu ane simba guru, achaparadza Ninevhe; achateverera vavengi vake kusvikira murima.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi nemafashamo achanyatsoritsvaira panzvimbo paro achironda vavengi vake kusvikira murima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi achaparadza kwazvo nzvimbo yeguta nemvura inokukura, achidzingana navavengi vake kusvikira murima.
Shona 2009?
Asi achaparadza kwazvo nzvimbo yeguta nemvura inokukura, achidzingana navavengi vake kusvikira murima.
Shona SUB 2002 Bible
Asi achaparadza kwazvo nzvimbo yeguta nemvura inokukura, achidzingana navavengi vake kusvikira murima.