Nahum 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shumba yaibvamburanya ɀakariŋgana ʋana ʋayo, yaidzipira hadzi dzayo, yaizadza mapako ayo neɀayairuma, nenɀimba dzayo neɀayaiɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shumba yakauraya zvaikwanira vana vayo uye yakadzipira hadzi yayo nyama, ichizadza mapako ayo nezvayakauraya uye mapako ayo nenyama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shumba yacho yaibvamburira vana vayo nyama yakakwana ichidzipira hadzi yayo nyama; yaizadza mapako ayo nenyama uye mumba mayo nenyama yakadanzurwa-danzurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shumba yaibvamburanya zvakaringana vana vayo, yaidzipira hadzi dzayo, yaizadza mapako ayo nezvayairuma, nenzimba dzayo nezvayaibata.
Shona 2009?
Shumba yaibvamburanya zvakaringana vana vayo, yaidzipira hadzi dzayo, yaizadza mapako ayo nezvayairuma, nenzimba dzayo nezvayaibata.
Shona SUB 2002 Bible
Shumba yaibvamburanya zvakaringana vana vayo, yaidzipira hadzi dzayo, yaizadza mapako ayo nezvayairuma, nenzimba dzayo nezvayaibata.