Nahum 2:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Masuʋo enzizi akazarurwa, imba yamambo yakanyauka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Masuo enzizi azarurwa uye muzinda wamambo wakoromoka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Misuo yekurwizi yazarurwa muzinda wamambo, wadumbirwa nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Masuo enzizi akazarurwa, imba yamambo yakanyauka.
Shona 2009?
Masuo enzizi akazarurwa, imba yamambo yakanyauka.
Shona SUB 2002 Bible
Masuwo enzizi akazarurwa, imba yamambo yakanyauka.