Nahum 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kubva kare Nineve rakaŋga rakaita sedziʋa remvura; kunyaŋge ɀakaɗaro ʋanotiza. Ʋanoɗana ʋaciti: Mirai, mirai! asi hakunaunoceuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ninevhe rakafanana nedziva, uye mvura yaro iri kuerera ichipera. Vanochema vachiti, “Mirai! Mirai!” asi hapana anocheuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ninivhe yakaita sedziva rine mvura yavhozhoka. Vanodaidzira kuti ngaimire ngaimire, asi hapana ari kudzokeramo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kubva kare Ninivhe rakanga rakaita sedziva remvura; kunyange zvakadaro vanotiza. Vanodana vachiti, ‘Mirai, mirai!’ Asi hakuna anocheuka.
Shona 2009?
Asi kubva kare Ninivhe rakanga rakaita sedziva remvura; kunyange zvakadaro vanotiza. Vanodana vachiti, `Mirai, mirai!' Asi hakuna anocheuka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kubva kare Ninivha rakanga rakaita sedziva remvura; kunyangwe zvakadaro vanotiza. Vanodana vachiti, ‘Mirai, mirai!’ Asi hakuna anocheuka.