Nahum 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhare dzako dzose dzicafanana nemiʋonde inamaʋonde otaŋga kuibva; kana icizuzwa, anowira mumuromo wounodya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhare dzako dzose dzafanana nemiti yemionde ine michero yokutanga yaibva; paanozunzwa, maonde anodonhera mumuromo momudyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta enyu etsvingo ose zvawo akaita semiti yemionde ine maonde okutanga kuibva, anoti kungoati zunzei anobva awira mukanwa momudyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nhare dzako dzose dzichafanana nemionde ina maonde otanga kuibva; kana ichizunzwa, anowira mumuromo woanodya.
Shona 2009?
Nhare dzako dzose dzichafanana nemionde ina maonde otanga kuibva; kana ichizunzwa, anowira mumuromo woanodya.
Shona SUB 2002 Bible
Nhare dzako dzose dzichafanana nemionde ina maonde otanga kuibva; kana ichizunzwa, anowira mumuromo woanodya.