Nahum 3:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kukuʋadzwa kwako hakuŋgarapxi, ʋaŋga rako rakaipa kwaɀo; ʋose ʋanonzwa guhu rako ʋacakuitira nondo; nokuti ndianiko wakaŋga asiŋgatambudzwi ŋguʋa dzose neɀakashata ɀako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana chingarapa ronda rako; kukuvara kwako kwakaipisisa. Mumwe nomumwe anonzwa nezveguhu rako anoombera maoko ake pakuwa kwako, nokuti ndianiko asina kunzwa utsinye hwako husina magumo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakuvara zvingarapike ronda rako rakaipisisa kwazvo. Vose zvavo vachanzwa nezvako vacharova makwa vachiitira iwe nokuti ndiani chaizvo asina kuwirwa nohuipi hwako husingaperi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kukuvadzwa kwako hakungarapwi, vanga rako rakaipa kwazvo; vose vanonzwa guhu rako vachakuitira nondo; nokuti ndianiko akanga asingatambudzwi nguva dzose nezvakashata zvako?
Shona 2009?
Kukuvadzwa kwako hakungarapwi, vanga rako rakaipa kwazvo; vose vanonzwa guhu rako vachakuitira nondo; nokuti ndianiko akanga asingatambudzwi nguva dzose nezvakashata zvako?
Shona SUB 2002 Bible
Kukuvadzwa kwako hakungarapwi, vanga rako rakaipa kwazvo; vose vanonzwa guhu rako vachakuitira nondo; nokuti ndianiko akanga asingatambudzwi nguva dzose nezvakashata zvako?