Nahum 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakandira pamsoro pako tȿina inosemesa, nokukushatisa, nokukuita cinhu cinotarirwa naʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakukandidzira tsvina, ndichakuita akazvidzika uye ndichakuita chiseko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika dzikuonerere zvinonyadzisa zvako ndichakuti tsvina pororo ndikuite sechinhu chisina maturo uve chinhu chinokatyamadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichakandira pamusoro pako tsvina inosemesa, nokukushatisa, nokukuita chinhu chinotarirwa navose.
Shona 2009?
"Ndichakandira pamusoro pako tsvina inosemesa, nokukushatisa, nokukuita chinhu chinotarirwa navose.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichakandira pamusoro pako tsvina inosemesa, nokukushatisa, nokukuita chinhu chinotarirwa navose.