Nahum 3:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋose ʋanokuʋona ʋacakutiza, ʋaciti: Nineve raparadzwa, ndiani ucaricema? Ndicakutȿakirepi ʋanyaradzi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vachakuona vachakutiza uye vachati, ‘Ninevhe raparara, ndiani acharichema?’ Ndingawana kupi munhu angakunyaradza?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vachakuona vachakukanuka vachikusuduruka vachiti, ‘Ninivhe yaparara. Ndiani achaichemawo ndichaiwanira kupikowo vokuinyaradza.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vose vanokuona vachakutiza, vachiti, ‘Ninivhe raparadzwa, ndiani acharichema? Ndichakutsvakirepi vanyaradzi?’ ”
Shona 2009?
Ipapo vose vanokuona vachakutiza, vachiti, `Ninivhe raparadzwa, ndiani acharichema? Ndichakutsvakirepi vanyaradzi?' "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vose vanokuona vachakutiza, vachiti, ‘Ninivha raparadzwa, ndiani acharichema? Ndichakutsvakirepi vanyaradzi?’ ”