Nehemiah 1:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino aʋa ndiʋaranda ʋenyu naʋana ʋenyu, ʋamakadzikinura nesimba renyu guru, noruʋoko rwenyu runesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Varanda venyu uye vanhu venyu, vamakadzikinura nesimba renyu guru uye noruoko rwenyu rune simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varanda venyu ava, vanhu venyu vamakanunura namasimba enyu makuru noruoko rune simba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino ava ndivaranda venyu navana venyu, vamakadzikinura nesimba renyu guru, noruoko rwenyu rune simba.
Shona 2009?
"Zvino ava ndivaranda venyu navana venyu, vamakadzikunura nesimba renyu guru, noruoko rwenyu rune simba.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino ava ndivaranda venyu navana venyu, vamakadzikinura nesimba renyu guru, noruoko rwenyu rune simba.