Nehemiah 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takakuitirai ɀakaipa kwaɀo, hatina‐kuceŋgeta mirairo, kana ɀakatemŋa, kana ɀakatoŋgwa, ɀamakaraira muranda wenyu Mosesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takaita zvakaipa kwazvo pamberi penyu. Hatina kuteerera zvamakarayira, mitemo yenyu nemirayiro yamakapa Mozisi muranda wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takakutadzirai zvokutadza zviya. Hatina kuchengeta mitemo nemirao nezvirevo zvamakaudza muranda wenyu Mosesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takakuitirai zvakaipa kwazvo, hatina kuchengeta mirairo, kana zvakatemwa, kana zvakatongwa, zvamakaraira muranda wenyu Mosesi.
Shona 2009?
Takakuitirai zvakaipa kwazvo, hatina kuchengeta mirairo, kana zvakatemwa, kana zvakatongwa, zvamakaraira muranda wenyu Mozisi.
Shona SUB 2002 Bible
Takakuitirai zvakaipa kwazvo, hatina kuchengeta mirairo, kana zvakatemwa, kana zvakatongwa, zvamakaraira muranda wenyu Mosesi.