Nehemiah 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌoraŋgarirai henyu shoko ramakaraira muranda wenyu Mosesi, muciti: Kana muciɗarika, ndicakuparadzirai pakati pendudzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Rangarirai zvamakarayira muranda wenyu Mozisi, muchiti, ‘Kana musina kutendeka, ndichakuparadzirai pakati pendudzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Moyeukawo chirevo chamakareva kune muranda wenyu Mosesi muchiti, ‘Kana imi mukazova vanhu vasina kutendeka, ini ndichazokumwararidzai mukati memarudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dorangarirai henyu shoko ramakaraira muranda wenyu Mosesi, muchiti, ‘Kana muchidarika, ndichakuparadzirai pakati pendudzi;
Shona 2009?
Dorangarirai henyu shoko ramakaraira muranda wenyu Mozisi, muchiti, `Kana muchidarika, ndichakuparadzirai pakati pendudzi;
Shona SUB 2002 Bible
Dorangarirai henyu shoko ramakaraira muranda wenyu Mosesi, muchiti, ‘Kana muchidarika, ndichakuparadzirai pakati pendudzi;