Nehemiah 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakasimbisa suŋgano ndiʋaʋa: Nehemia, muɓati, mŋanakomana waHakaria, naZedekia;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino avo vakaisa chisimbiso ndeava: Nehemia mubati, mwanakomana waHakaria, Zedhekia,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaisa chidhindo chavo, ndaava ava vanoti: gavhuna wacho Nehemiya mwanakomana waHakariya kwouya Zedhekiya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakasimbisa sungano ndivava: Nehemiya, mubati, mwanakomana waHakaria, naZedhekia;
Shona 2009?
Zvino vakasimbisa sungano ndivava: Nehemiya, mubati,mwanakomana waHakaria, naZedhekia;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakasimbisa sungano ndivava: Nehemiya, mubati, mwanakomana waHakaria, naZedhekiya;