Nehemiah 10:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye kuti hatiŋgapi ʋanhu ʋenyika ʋakunda ʋeɗu, kana kutorera ʋanakomana ʋeɗu ʋakunda ʋaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tinovimbisa kuti hatizopa vanasikana vedu kuti vawanikwe navanhu vakatipoteredza kana kutorera vanakomana vedu vanasikana vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isu hatisi kuzoroodza vana vedu kuvanhu vechirudzi venyika ino kana kuroorera vana vedu vanasikana vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye kuti hatingapi vanhu venyika vakunda vedu kana kutorera vakomanavedu vakunda vavo;
Shona 2009?
uye kuti hatingapi vanhu venyika vakunda vedu kana kutorera vakomana vedu vakunda vavo;
Shona SUB 2002 Bible
uye kuti hatingapi vanhu venyika vakunda vedu kana kutorera vakomana vedu vakunda vavo;