Nehemiah 10:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muprista mŋanakomana waAroni unofanira kuʋa naʋaRevi kana ʋaRevi ʋacitora ɀegumi; ɀino ʋaRevi ʋanofanira kuʋuya necegumi ceɀegumi kuimba yaMŋari weɗu kumakamuri eimba yefuma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista worudzi rwaAroni anofanira kuenda navaRevhi pavanogamuchira zvegumi, uye vaRevhi vanofanira kuuya nechegumi chezvegumi kuimba yaMwari wedu, kumatura eimba yepfuma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi mwanakomana wokwaAroni anofanira kuve nevaRevhi pavanogamuchira zvegumi izvozvo. VaRevhi ivava vanozofanira kuzoendesa chegumi chezvegumi izvozvo kumba yaMwari mumba inochengeterwa zvinhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mupristi mwanakomana waAroni anofanira kuva navaRevhi kana vaRevhi vachitora zvegumi; zvino vaRevhi vanofanira kuuya nechegumi chezvegumi kuimba yaMwari wedu kumakamuri eimba yepfuma.
Shona 2009?
Muprista mwanakomana waAroni anofanira kuva navaRevhi kana vaRevhi vachitora zvegumi; zvino vaRevhi vanofanira kuuya nechegumi chezvegumi kuimba yaMwari wedu kumakamuri eimba yefuma.
Shona SUB 2002 Bible
Mupristi mwanakomana waAroni anofanira kuva navaRevhi kana vaRevhi vachitora zvegumi; zvino vaRevhi vanofanira kuuya nechegumi chezvegumi kuimba yaMwari wedu kumakamuri eimba yepfuma.