Nehemiah 10:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋana ʋaIsraeri naʋana ʋaRevi ʋanofanira kuʋuya necipiriso cinotsaurwa ceɀiyo, newaini, namafuta, kumakamuri munemidziyo yeimba tȿene nokuʋaprista ʋanoɓata’mo, naʋarindi ʋemikoʋa, naʋaimbi; hatiŋgarashi imba yaMŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vaIsraeri pamwe chete navaRevhi, vanofanira kuuya nezvipo zvavo zvezviyo, newaini itsva uye namafuta kumatura kunochengeterwa midziyo yose yenzvimbo tsvene, uye kunogara vaprista vanoshumira, navarindi vemikova navaimbi. “Hatizoshayi hanya neimba yaMwari wedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vanhu veIsiraeri navanakomana vokwaRevhi vanofanira kuendesa mipiro yembesanwa neyewaini itsva neyemafuta eorivhi kudzimba idzodzo kune midziyo yomunzvimbo inoera navapristi vanoita basa imomo navachengetedzi vepamisuo mikuru navaimbi. Hatingashayire hanya imba yaMwari wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vana vaIsiraeri navana vaRevhi vanofanira kuuya nechipiriso chinotsaurwa chezviyo, newaini, namafuta, kumakamuri mune midziyo yeimba tsvene nokuvapristi vanobatamo, navarindi vemikova, navaimbi; hatingarashi imba yaMwari wedu.
Shona 2009?
Nokuti vana vaIsiraeri navana vaRevhi vanofanira kuuya nechipiriso chinotsaurwa chezviyo, newaini, namafuta, kumakamuri mune midziyo yeimba tsvene nokuvaprista vanobatamo, navarindi vemikova, navaimbi; hatingarashi imba yaMwari wedu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vana VaIsiraeri navana vaRevhi vanofanira kuuya nechipiriso chinotsaurwa chezviyo, newaini, namafuta, kumakamuri mune midziyo yeimba tsvene nokuvapristi vanobatamo, navarindi vemikova, navaimbi; hatingarashi imba yaMwari wedu.