Nehemiah 10:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naMaazia, naBirgai, naShemaya; ndiʋo ʋaiʋa ʋaprista.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maazia, naBharigai, naShemaya. Ava ndivo vaiva vaprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naMaaziya naBhirigai naShemaya Ivava ndovaiva vapristi vacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naMaazia, naBhirigai, naShemaya; ndivo vaiva vapristi.
Shona 2009?
naMaazia, naBhirigai, naShemaya; ndivo vaiva vaprista.
Shona SUB 2002 Bible
naMaazia, naBhirigai, naShemaya; ndivo vaiva vapristi.