Nehemiah 10:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ʋaRevi aʋa: Jeshua, mŋanakomana waAzania, naBinui waʋanakomana ʋaHenadadi, naKadmieri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaRevhi vaiti: Jeshua mwanakomana waAzania, Bhinui wokuvanakomana vaHenadhadhi, Kadhimieri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
KuvaRevhi paiti: Jeshua mwanakomana waAzaniya naBhinui mumwe wevanakomana vokwaHenadhadhi naKadhimieri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye vaRevhi ava: Jeshua, mwanakomana waAzania, naBhinui, wavanakomana vaHenadhadhi, naKadhimieri;
Shona 2009?
Uye vaRevhi ava: Jeshua, mwanakomana waAzania, naBhinui, wavanakomana vaHenadhadhi, naKadhimieri;
Shona SUB 2002 Bible
Uye vaRevhi ava: Jeshua, mwanakomana waAzania, naBhinui, wavanakomana vaHenadhadhi, naKadhimieri;