Nehemiah 11:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaʋaprista: Jedaya mŋanakomana waJoyaribi, naJakini,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaibva kuvaprista ndeava: Jedhaya; mwanakomana waJoyaribhi; naJakini;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuvapristi kwaiva naava vanoti: Jedhaya mwanakomana waJoyaribhu uye Jakini
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vavapristi: Jedhaya, mwanakomana waJoyaribhi, naJakini,
Shona 2009?
Vavaprista: Jedhaya, mwanakomana waJoyaribhi, naJakini,
Shona SUB 2002 Bible
Vavapristi: Jedhaya, mwanakomana waJoyaribhi, naJakini,