Nehemiah 11:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nehama dzaʋo dzaiɓata maɓasa paimba iyo, ʋakaȿika mazana masere namakumi maʋiri naʋaʋiri; naAdaya mŋanakomana waJerohami, mŋanakomana waPeraria, mŋanakomana waAmzi, mŋanakomana waZekaria, mŋanakomana waPashuri, mŋanakomana waMarkija,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nehama dzavo, avo vakaenderera mberi nebasa retemberi, vaiva varume vana mazana masere namakumi maviri navaviri; naAdhaya mwanakomana waJerohamu, mwanakomana waPeraria, mwanakomana waAmuzi, mwanakomana waZekaria, mwanakomana waPashuri, mwanakomana waMarikija,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nehama dzavo vaiva vari vokuita basa rapamba ipapo vakanga vari mazana masere namakumi maviri ana vaviri kwouya Adhaya mwanakomana waJehoramu Jehoramu mwana waPerariya Perariya ari mwanawo waAmuzi Amuzi ari waZekariya Zekariya ariwo waPashihuru Pashihuru mwanakomana waMarikiya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nehama dzavo dzaibata mabasa paimba iyo, vakasvika mazana masere namakumi maviri navaviri; naAdhaya, mwanakomana waJerohami, mwanakomana waPeraira, mwanakomana waAmizi, mwanakomana waZekariya, mwanakomana waPashuri, mwanakomana waMarikija,
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible