Nehemiah 11:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nehama dzaʋo, ʋarume ʋanesimba noʋumhare, zana namakumi maʋiri naʋasere; mutariri waʋo wakaŋga ari Zabdieri mŋanakomana waHagedorimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nehama dzake, vaiva varume voumhare, zana namakumi maviri navasere. Mutariri wavo mukuru aiva Zedhudhieri mwanakomana waHagedhorimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nehama dzavowo mvumba chaidzo dzevarume magamba chaiwo okurwa hondo vari zana namakumi maviri ana vasere, mutariri wavo ari Zabhudhieri mwanakomana waHagedhorimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nehama dzavo, varume vane simba noumhare, zana namakumi maviri navasere; mutariri wavo akanga ari Zabhidhieri, mwanakomana waHagedhorimi.
Shona 2009?
nehama dzavo, varume vane simba noumhare, zana namakumi maviri navasere; mutariri wavo akanga ari Zabhidhieri, mwanakomana waHagedhorimi.
Shona SUB 2002 Bible
nehama dzavo, varume vane simba noumhare, zana namakumi maviri navasere; mutariri wavo akanga ari Zabhidhieri, mwanakomana waHagedhorimi.