Nehemiah 11:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mambo wakaŋga araira pamsoro paʋo, naʋaimbi ʋaipiwa muɓairo wakatarwa zuʋa rimŋe nerimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaimbi vaiva pasi pomutemo wamambo, waivataurira zvokuita zuva nezuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kwakanga kwabva chirevo kuna mambo chakanangana nezvavo nomugove wakatemwa wevaimbi sezvainge zvichidiwa zuva nezuva
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mambo akanga araira pamusoro pavo, navaimbi vaipiwa mubayiro wakatarwa zuva rimwe nerimwe.
Shona 2009?
Nokuti mambo akanga araira pamusoro pavo, navaimbi vaipiwa mubayiro wakatarwa zuva rimwe nerimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mambo akanga araira pamusoro pavo, navaimbi vaipiwa mubairo wakatarwa zuva rimwe nerimwe.