Nehemiah 11:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neZanoa, neAdurami, nemisha yawo, neRakishi noruwa rwaro, neAzeka nemisha yaro. Naiɀoɀo ʋakaʋaka misasa yaʋo kubva paBeeri‐sheba kuȿikira pamupata weHinomi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zanoa, neAdhurami nemisha yawo, muRakishi neminda yaro, nomuAzeka namaruwa aro. Naizvozvo vakanga vagere munzvimbo yose kuBheerishebha kusvikira kuMupata weHinomi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nomuZanowa neAdhuramu nemisha yawo neRakishi nemisha yaro neAzeka nemisha yaro. Saizvozvo vakadzika matendhe kubvira kuBheerishebha kusvikira kuBani rokwaHinomu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neZanoa, neAdhurami, nemisha yawo, neRakishi noruwa rwaro, neaAzeka nemisha yaro. Naizvozvo vakavaka misasa yavo kubva paBheerishebha kusvikira pamupata weHinomi.
Shona 2009?
neZanowa, neAdhurami, nemisha yawo, neRakishi noruwa rwaro, neAzeka nemisha yaro. Naizvozvo vakavaka misasa yavo kubva paBheerishebha kusvikira pamupata weHinomi.
Shona SUB 2002 Bible
neZanoa, neAdhurami, nemisha yawo, neRakishi noruwa rwaro, neaAzeka nemisha yaro. Naizvozvo vakavaka misasa yavo kubva paBheerishebha kusvikira pamupata weHinomi.