Nehemiah 11:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaBenjamini ʋakagara kubva paGeba, paMikmashi, neAya, napaBeti‐eri nemisha yawo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaBhenjamini zvaibva kuGebha zvakagara muMikinashi, neAija neBeteri namaruwa acho,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vokwaBhenjamini vaigarawo kubvira Gebha zvichienda mberi kuMikimashi nokuAiya nokuBhetieri nemisha yaro
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaBhenjamini vakagara kubva paGebha, paMikimashi, neAya, napaBhetieri nemishaya yawo;
Shona 2009?
Vana vaBhenjamini vakagara kubva paGebha, paMikimashi, neAya, napaBhetieri nemisha yawo;
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaBhenjamini vakagara kubva paGebha, paMikimashi, neAya, napaBhetieri nemishaya yawo;