Nehemiah 12:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino aʋa ndiʋo ʋaprista naʋaRevi ʋakaenda naZerubaberi mŋanakomana waSheartieri, naJeshua: Seraya, naJeremia, naEzra;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ava ndivo vaprista navaRevhi vakadzokera naZorubhabheri, mwanakomana waShearitieri naJeshua: Seraya, Jeremia, naEzira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi navaRevhi vaya vakasimuka vakauya pamwechete naZerubhabhero mwanakomana waShearitieri naJeshua ndavava ava vanoti: Seraya naJeremiya naEzira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ava ndivo vapristi navaRevhi vakaenda naZerubhabheri, mwanakomana waShearitieri, naJeshua: Seraya, naJeremiya, naEzira;
Shona 2009?
Zvino ava ndivo vaprista navaRevhi vakaenda naZerubhabheri, mwanakomana waShearitieri, naJeshua: Seraya, naJeremiya, naEzira;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ava ndivo vapristi navaRevhi vakaenda naZerubhabheri, mwanakomana waShearitieri, naJeshua: Seraya, naJeremiya, naEzira;