Nehemiah 12:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wokwaHirkiya Hashabia; wokwaJedaya, Netaneri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
wokwaHirikia, aiva Hashabhia; wokwaJedhaya, aiva Netaneri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hirikiya ndewokwaHashabhiya, Jedhaya aiva wokwaNetaneri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wokwaHirikia Hashabhia; wokwaJedhaya, Netaneri.
Shona 2009?
wokwaHirikia Hashabhia; wokwaJedhaya, Netaneri.
Shona SUB 2002 Bible
wokwaHirikiya Hashabhia; wokwaJedhaya, Netaneri.