Nehemiah 12:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaRevi ʋakanyorwa mazita aʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa pamazuʋa aEriashibi, naJoyada, naJohanani, naJadua; naʋaprista ʋo kuȿikira pakuɓata ʋushe kwaDariusi muPersia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakuru vedzimba dzavaRevhi mumazuva aEriashibhi, Joyadha, Johanani naJadhua, pamwe chete neavo vaiva vevaprista, vakanyorwa mazita avo pamazuva okutonga kwaDhariasi muPezhia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
KuvaRevhi uku, mumazuva aEriyashibhu naJohanani naJadhua, kwakanga kuna mazita akanyorwa avatungamiriri vedzimba dzamadzibaba acho pamwechetewo navapristi kusvikira mugore rokutonga kwaDhariusi muPezhiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaRevhi vakanyorwa mazita avakuru vedzimba dzamadzibaba pamazuva aEriashibhi, naJoyadha, naJohanani, naJadhua; navapristiwo kusvikira pakubata ushe kwaDhariusi muPerisia.
Shona 2009?
VaRevhi vakanyorwa mazita avakuru vedzimba dzamadzibaba pamazuva aEriashibhi, naJoyadha, naJohwanani, naJadhua; navapristawo kusvikira pakubata ushe kwaDhariusi muPerisia.
Shona SUB 2002 Bible
VaRevhi vakanyorwa mazita avakuru vedzimba dzamadzibaba pamazuva aEriashibhi, naJoyadha, naJohanani, naJadhua; navapristiwo kusvikira pakubata ushe kwaDhariasi muPezhia.