Nehemiah 12:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakuru ʋaʋaRevi ʋakaŋga ʋari: Hashabia, naSherebia, naJeshua, mŋanakomana waKadmieri, nehama dzaʋo dzakatarisana naʋo pakurumbidza nokuʋoŋga, seɀakaŋga ɀarairwa naDavidi munhu waMŋari, ʋaciita madzoro pakuimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vatungamiri vavaRevhi vaiva Hashabhia, Sherebhia naJeshua mwanakomana waKadhimieri, nehama dzavo aimira akatarisana navo vachipa rumbidzo nokuvonga, uye vachiita madzoro sezvazvakanga zvarayirwa naDhavhidhi munhu waMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru vevaRevhi ava vanoti: Hashabhiya naSherebhiya naJeshua mwanakomana waKadhimieri nehama dzavo vaiva vokumira pakatarisana navo vachitenda Mwari nokurumbidza maererano nezvakanga zvanzi zviitwe naDhavhidhi munhu waMwari, chikwata chichidairana nechimwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakuru vavaRevhi vakanga vari: Hashabhia, naSherebhia, naJeshua, mwanakomana waKadhimieri, nehama dzavo dzakatarisana navo pakurumbidza nokuvonga, sezvakanga zvarairwa naDhavhidhi munhu waMwari, vachiita madzoro pakuimba.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible