Nehemiah 12:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiʋo ʋakaŋga ʋari’po pamazuʋa aJoyakimi mŋanakomana waJeshua, mŋanakomana waJozadaki, napamazuʋa aNehemia muɓati, nomuprista Ezra munyori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakashumira pamazuva aJehoyakimi mwanakomana waJeshua, mwanakomana waJozadhaki, nomumazuva aNehemia mubati naEzira muprista nomunyori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava ava vaivepo mumazuva aJoyakimu mwanakomana waJeshua, Jeshua mwanakomana waJozadhaki nomumazuva aNehemiya gavhuna neemupristi Ezira nyanzvi yomutemo iya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndivo vakanga varipo pamazuva aJoyakimu mwanakomana waJeshua, mwanakomana waJozadhaki, napamazuva aNehemiya mubati, nomupristi Ezira munyori.
Shona 2009?
Ndivo vakanga varipo pamazuva aJoyakimu mwanakomana waJeshua, mwanakomana waJozadhaki,. napamazuva aNehemiya mubati, nomuprista Ezira munyori.
Shona SUB 2002 Bible
Ndivo vakanga varipo pamazuva aJoyakimu mwanakomana waJeshua, mwanakomana waJozadhaki, napamazuva aNehemiya mubati, nomupristi Ezira munyori.