Nehemiah 12:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
napaBeti‐girgari, naparuwa rweGeba neAzmaveti; nokuti ʋaimbi ʋakaŋga ʋaɀiʋakira misha pamatiʋi ose eJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuBheti Girigari uye kubva munzvimbo yeGebha neAzimavheti, nokuti vaimbi vakanga vazvivakira misha vakapoteredza Jerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nevaibvawo kuBhetigirigari nokuruwa rweGebha nokuAzimavheti. Chakanga chavepo ndechokuti, vaimbi vakanga vazvivakira misha munharaunda yeJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
napaBhetigirigari, naparuwa rweGebha neAzimavheti; nokuti vaimbi vakanga vazvivakira misha pamativi ose eJerusaremu.
Shona 2009?
napaBhetigirigari, naparuwa rweGebha neAzimavheti; nokuti vaimbi vakanga vazvivakira misha pamativi ose eJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
napaBhetigirigari, naparuwa rweGebha neAzimavheti; nokuti vaimbi vakanga vazvivakira misha pamativi ose eJerusaremu.