Nehemiah 12:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaprista naʋaRevi ʋakaɀinatsa, ndokunatsa ʋo ʋanhu, namasuʋo, noruȿiŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vaprista navaRevhi vakati vazvinatsa, vakanatsawo vanhu, mikova norusvingo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi nevaRevhi vakazvichenura vakabva vachenurawo vanhu nemisuo mikuru norusvingo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vapristi navaRevhi vakazvinatsa, ndokunatsawo vanhu, namasuo, norusvingo.
Shona 2009?
Zvino vaprista navaRevhi vakazvinatsa, ndokunatsawo vanhu, namasuo, norusvingo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vapristi navaRevhi vakazvinatsa, ndokunatsawo vanhu, namasuwo, norusvingo.