Nehemiah 12:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapoka maʋiri aʋaʋoŋgi ʋakamira saiɀoɀo paimba yaMŋari, neni nehafu yaʋatariri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo mapoka maviri avavongi akamira muimba yaMwari, neni ndikaita saizvozvo, pamwe chete nehafu yavabati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro mapoka maviri aye okutenda Mwari, akamira mumba maMwari, izvozvo ndakanga ndine chimwe chikamu chavakuru vakuru
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapoka maviri avavongi vakamira saizvozvo paimba yaMwari, neni nehafu yavatariri,
Shona 2009?
Mapoka maviri avavongi vakamira saizvozvo paimba yaMwari, neni nehafu yavatariri,
Shona SUB 2002 Bible
Mapoka maviri avavongi vakamira saizvozvo paimba yaMwari, neni nehafu yavatariri,