Nehemiah 12:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naʋaprista Eriakimi, naMaaseya, naMiniamini, naMikaya, naErioenai, naZekaria, naHanania, ʋanehwamanda;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
navapristawo, vanaEriakimi, Maaseya, Miniamini, Mikaya, Erioenai, Zekaria naHanania, nehwamanda dzavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chevapristi vaiva namabhosvo ava vaiti: Eriyakimu naMaaseya naMiniamini naMikaya naErieonai naZekariya naHananiya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
navapristi Eriakimu, naMaaseya, naMiniamini, naMikaya, naErionenai, naZekariya, naHanania, vane hwamanda;
Shona 2009?
navaprista Eriakimu, naMaaseya, naMiniamini, naMikaya, naErionenai, naZekariya, naHanania, vane hwamanda;
Shona SUB 2002 Bible
navapristi Eriakimu, naMaaseya, naMiniamini, naMikaya, naErionenai, naZekariya, naHanania, vane hwamanda;