Nehemiah 12:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naSaru, naAmoki, naHirkiya, naJedaya. Ndiʋo ʋakaŋga ʋari ʋakuru ʋaʋaprista naʋehama dzaʋo pamazuʋa aJeshua.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saru, Amoki, Hirikia naJedhaya. Ava ndivo vaiva vatungamiri vavaprista pamwe chete nehama dzavo pamazuva aJeshua.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naSaru naAmoki naHirikiya naJedhaya. Ivava ndivo vaiva vakuru vakuru vavapristi nevehama dzavo mumazuva aJeshua.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naSaru, naAmoki, naKirikiiya, naJedhaya. Ndivo vakanga vari vakuru vavapristi navehama dzavo pamazuva aJeshua.
Shona 2009?
naSaru, naAmoki, naHirikiya, naJedhaya. Ndivo vakanga vari vakuru vavaprista navehama dzavo pamazuva aJeshua.
Shona SUB 2002 Bible
naSaru, naAmoki, naKirikiiya, naJedhaya. Ndivo vakanga vari vakuru vavapristi navehama dzavo pamazuva aJeshua.