Nehemiah 13:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro ʋakaraʋa mubuku yaMosesi, ʋanhu ʋose ʋaciɀinzwa, ʋakawana makanyorwa, kuti ʋaMoabi naʋaAmoni haʋafaniri kupinda paʋuŋgano yaMŋari nokusiŋgaperi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iroro Bhuku raMozisi rakaverengwa nenzwi guru vanhu vachizvinzwa uye zvakawanikwa zvakanyorwa kuti muAmoni nomuMoabhu havabvumirwi kupinda muungano yaMwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro vakaverengera vanhu bhuku raMosesi vachizvinzwa. Mubhuku iroro vakawana pakanga pakanyorwa kuti, hakuna munhu wechiAmoni kana wechiMoabhu anobvumirwa kupinda mugungano raMwari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva iro vakarava mubhuku yaMosesi, vanhu vose vachizvinzwa, vakawana makanyorwa, kuti vaMoabhu navaAmoni havafaniri kupinda paungano yaMwari nokusingaperi;
Shona 2009?
Zvino nezuva iro vakarava mubhuku yaMozisi, vanhu vose vachizvinzwa, vakawana makanyorwa, kuti vaMoabhu navaAmoni havafaniri kupinda paungano yaMwari nokusingaperi;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva iro vakarava mubhuku yaMosesi, vanhu vose vachizvinzwa, vakawana makanyorwa, kuti vaMoabhu navaAmoni havafaniri kupinda paungano yaMwari nokusingaperi;