Nehemiah 13:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikaʋona kuti ʋaRevi ʋakaŋga ʋasina‐kupiwa migoʋe yaʋo; naiɀoɀo ʋaRevi naʋaimbi, ʋaiɓate‐ɓasa, ʋakaŋga ʋatizira mumŋe nomumŋe kumunda wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaonawo kuti vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo, uye kuti vaRevhi vose navaimbi vaiva nebasa rokushumira vakanga vadzokera kuminda yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwewo chandakaona ndechokuti, vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo zvokuti vaRevhi navaimbi vanoita basa vakanga vatotizira kuminda yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikaona kuti vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo; naizvozvo vaRevhi navaimbi, vaibata basa, vakanga vatizira mumwe nomumwe kumunda wake.
Shona 2009?
Ndikaona kuti vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo; naizvozvo vaRevhi navaimbi, vaibata basa, vakanga vatizira mumwe nomumwe kumunda wake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikaona kuti vaRevhi vakanga vasina kupiwa migove yavo; naizvozvo vaRevhi navaimbi, vaibata basa, vakanga vatizira mumwe nomumwe kumunda wake.