Nehemiah 13:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋaJuda ʋose ʋakaʋuya neɀegumi ɀeɀiyo, neɀewaini, neɀamafuta, ʋakaɀiisa muɀiʋigiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vose vakauya nezvegumi zvezviyo, newaini itsva namafuta vakazviisa mumatura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vokwaJudha vakaunza zvegumi zvavo zvembesanwa nezvewaini nezvemafuta erorivhi maichengeterwa zvinhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vaJudha vose vakauya nezvegumi zvezviyo, nezvewaini, nezvamafuta, vakazviisa muzvivigiro.
Shona 2009?
Ipapo vaJudha vose vakauya nezvegumi zvezviyo, nezvewaini, nezvamafuta, vakazviisa muzvivigiro.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vaJudha vose vakauya nezvegumi zvezviyo, nezvewaini, nezvamafuta, vakazviisa muzvivigiro.