Nehemiah 13:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti iʋo haʋanakundosoŋgana naʋana ʋaIsraeri neɀokudya nemvura, asi ʋakaripira Barami kuti aʋatuke; asi Mŋari weɗu wakashandura kutuka akakuita kuropafadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti havana kundosangana navaIsraeri nezvokudya nemvura asi vakaripira Bharamu kuti avatuke. Kunyange zvakadaro, Mwari wedu, akashandura kutuka kukava ropafadzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti havana kundochingura vaIsiraeri nechingwa nemvura asi kutoti vakatovakokera Bhiriamu kuti avarengerere achivashurikidzira rushambwa. Zvakadaro zvazvo Mwari wedu akapindura kurengerera nokuvarengerera rushambwa ikoko achikuita kuti kuve chikomborero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti ivo havana kundosangana navana vaIsiraeri nezvokudya nemvura, asi vakaripira Bharamu kuti avatuke; asi Mwari wedu akashandura kutuka akakuita kuropafadza.
Shona 2009?
nokuti ivo havana kundosangana navana vaIsiraeri nezvokudya nemvura, asi vakaripira Bharamu kuti avatuke; asi Mwari wedu akashandura kutuka akakuita kuropafadza.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti ivo havana kundosangana navana VaIsiraeri nezvokudya nemvura, asi vakaripira Bharamu kuti avatuke; asi Mwari wedu akashandura kutuka akakuita kuropafadza.