Nehemiah 13:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa iwayo ndakaʋona ʋo ʋamŋe ʋaJuda ʋakaŋga ʋawana ʋakadzi ʋeAshdodi, naAmoni, naMoabi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pezvo, mumazuva iwayo, ndakaona varume vokwaJudha vakanga vawana vakadzi vaibva kuAshidhodhi, neAmoni neMoabhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaonawo pamazuva iwayo, vaJudha vakanga varoora vakadzi vokuAshidhodhi, nokwaAmoni nokuMoabhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva iwayo ndakaonawo vamwe vaJudha vakanga vawana vakadzi veAshidhodhi, naAmoni, naMoabhu;
Shona 2009?
Namazuva iwayo ndakaonawo vamwe vaJudha vakanga vawana vakadzi veAshidhodhi, naAmoni, naMoabhu;
Shona SUB 2002 Bible
Namazuva iwayo ndakaonawo vamwe vaJudha vakanga vawana vakadzi veAshidhodhi, naAmoni, naMoabhu;