Nehemiah 13:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko ɀino tiŋgakutererai kuti muite cinhu ici cakaipa cikuru, mutadzire Mŋari weɗu muciwana ʋakadzi ʋatorwa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, isu zvino tingazvinzwawo here kuti nemiwo zvakare muri kuita zvinhu zvakaipa kudai uye kuti hamuna kutendeka kuna Mwari wedu, muchiwana vakadzi vatorwa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinzwe here zvakare kuti, imiwo mavakuita zvinhu zvakaipa zvikadai! Hamuchatendeki kuna Mwari wedu nokuroora kwamava kuita vakadzi vechirudzika imi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko zvino tingakuteererai kuti muite chinhu ichi chakaipa chikuru, mutadzire Mwari wedu muchiwana vakadzi vatorwa here?”
Shona 2009?
Ko zvino tingakuteererai kuti muite chinhu ichi chakaipa chikuru, mutadzire Mwari wedu muchiwana vakadzi vatorwa here?"
Shona SUB 2002 Bible
Ko zvino tingakuteererai kuti muite chinhu ichi chakaipa chikuru, mutadzire Mwari wedu muchiwana vakadzi vatorwa here?”