Nehemiah 13:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋanzwa murau, ʋakaraʋura ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋakaveŋgana naʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakati vanzwa murayiro uyu, vakabvisa vose vakanga vari vatorwa pakuberekwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu pavakanzwa mutemo iwoyo vakabvisa muIsiraeri vanhu vose vechirudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vanzwa murau, vakaraura vanhu vazhinji vose vakanga vakavengana navaIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino vakati vanzwa murau, vakaraura vanhu vazhinji vose vakanga vakavhengana navaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vanzwa murau, vakaraura vanhu vazhinji vose vakanga vakavengana naVaIsiraeri.