Nehemiah 13:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iɀi ɀisati ɀaitwa, Eriashibi muprista, wakaŋga aitwa mutariri wamakamuri eimba yaMŋari weɗu, wakashamŋaridzana naTobia,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zvisati zvaitika izvi, Eriashibhi muprista akanga agadzwa kuti ave mutariri wamatura okuvigira eimba yaMwari wedu. Akanga ane ukama hwepedyo naTobhia,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvisati zvaiitika izvozvi, mupristi Eriyashibhu ndiye akasarudzirwa basa rokuchengetedza dzimba dzomumba yaMwari. Ainzwanana naTobhiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino izvi zvisati zvaitwa, Eriashibhi mupristi, akanga aitwa mutariri wamakamuri eimba yaMwari wedu, wakashamwaridzana naTobhia,
Shona 2009?
Zvino izvi zvisati zvaitwa, Eriashibhi muprista, akanga aitwa mutariri wamakamuri eimba yaMwari wedu, wakashamwaridzana naTobhia,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino izvi zvisati zvaitwa, Eriashibhi mupristi, akanga aitwa mutariri wamakamuri eimba yaMwari wedu, wakashamwaridzana naTobhia,