Nehemiah 13:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi neŋguʋa iyo yose ini ndakaŋga ndisi’po paJerusarema; nokuti negore ramakumi matatu namaʋiri raArtashasta mambo weBabironi, ini ndakaenda kunamambo; ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura ndikakumbira kunamambo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pazvaiitika zvose izvi, ndakanga ndisiri muJerusarema, nokuti mugore ramakumi matatu namaviri raAtazekisesi mambo weBhabhironi ndakanga ndadzokera kuna mambo. Mumashure menguva yakati ndakakumbira mvumo
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paiitika zvose izvozvi, ini ndakanga ndisiri muJerusaremu, nokuti mugore ramakumi matatu nechipiri rokutonga kwaAtakizesesi, mambo weBhabhironi ndakaenda kwamambo iyeyo. Kwati perei mazuva akati kuti ndakakumbira mambo kuti ndichimbosuduruka zvangu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi nenguva iyo yose ini ndakanga ndisipo paJerusaremu; nokuti negore ramakumi matatu namaviri raAritashasita mambo weBhabhironi, ini ndakaenda kuna mambo; zvino mamwe mazuva akati apfuura ndikakumbira kuna mambo,
Shona 2009?
Asi nenguva iyo yose ini ndakanga ndisipo paJerusaremu; nokuti negore ramakumi matatu namaviri raAritashasita mambo weBhabhironi, ini ndakaenda kuna mambo; zvino mamwe mazuva akati apfuura ndikakumbira kuna mambo,
Shona SUB 2002 Bible
Asi nenguva iyo yose ini ndakanga ndisipo paJerusaremu; nokuti negore ramakumi matatu namaviri raAtakizesesi mambo weBhabhironi, ini ndakaenda kuna mambo; zvino mamwe mazuva akati apfuura ndikakumbira kuna mambo,